Kutsvaka Vashanduri veBio Webhusaiti

Ita mare nge Bio

Zvomene

Nhau dzepamphepo (Fesibuku, Instagram, Teregiramu, X, WhatsApp...) dzinowana mamirioni matatu ekushanyira mwedzi wega wega.
Kutsvaka (AI, Google, Yahoo, Bing ...) kuwana 45 Bhiriyoni yekushanyira mumwedzi IMWE!
Kana vatsvakurudzi vachiziya chigadzirwa chavanoda, vanoenda kuAmazon.
Kana vatsvakurudzi vane mubvunzo, vanoenda kuGoogle kana AI.

NGEI

Vatsvaki avakoni kuona social media ngekuti ndeyepachivande.
Vanogumira kumapeji ewebhu evanhu veshe.
Bio inowedzera musika wako nekutsvaka vanhu vanotsvaka uye kuvakombidza social media yako.
Bio iri nyore kuita, iri nyore kushandisa, inoshanda mumitauro yeshe uye nharaunda.
Kuti ushandise Bio: 1. pinda mu peji yako ye admin, 2. gadzirisa peji yako, 3. baya submit. Iwewe uri kurarama! p>

Chiinyi

Bio indau doko ine peji imwe 'inobatanidza mu bio' yakagadzirirwa vanhu vane smartphone.
Peji iri doko rinokona kukura zviri nyore kuita webhusaiti yakadzara, ine subdomain kana zita re domain.
Webhusaiti yako yeBio inokona kushandiswa ngechinangwa cheshe chemutemo uye chetsika, chigadzirwa, kana rubatsiro.
Post imwe neimwe yaunoita inokwanisa kusanganisira link yako yekusayina mu bio.

IMWE

Kana ukaona peji iri uye uchikwanisa kushandura kubva kuChirungu, tiri kutsvaka vanotsigira.
Unokona kunyorera kuti uve mudiwa wedu wenharaunda yako uye mutauro.
Semumwe weBio, unozoshandura peji yekutanga yeBio, uye kupa rubatsiro munharaunda yako.
Semumwe wedu, vashandi veBio vanokutsigira.
Unokona kubhadharwa ngemare yemunharaunda yako.
Bio yako, ine upgrades, ichava yemahara.

Kudini

Unobhadhara Bio hafu yemutengo weBio sites vatengi vako vanotenga kwauri.
Unosimudzira Bio nemuenzaniso, vavakidzani vako vanokwanisa kutenga Bio kwauri.
Vatengi vako vanokubhadhara iwe unochengeta hafu uye unotibhadhara hafu yemutengo.
Iwe unotsigira vatengi vako, uye isu tinozokutsigira.

Ini

Zita rangu ndinozwi Randall West.
Ndaimbova mutori wemifananidzo, zvino ndiri mugadziri webhusaiti, ndine chiono chenyika.
Social Media ndiyo kwaunoita mushando; varidzi uye vashambadzi vanoita mari.
Kutengesa zviro zvako, zviro zvaunoita, ne zviro zvawakasika zvinoisa zvakananga mare iyi muhomwe yako.

Zvino

Jotana nemhuri yeBio.
Tumira mashoko kuruzivo@bio.mg
Tinozokutumira chikumbiro.
Mushure mekutenderwa, uchava neBio yako.
Webhusaiti Yakafuridzirwa ngeBahá'í.